Hie Tete ndine problem yekutuita Wet ndichisvirwa nemurume kubva tiroorane,5yrs Ago!!!

1382

Hie Tete ndine problem yekutuita Wet ndichisvirwa nemurume kubva tiroorane,handizive chiitika ndine stress isingaite,kubva pandaroorwa ndine 20yrs nemurume wangu uyo aive ne 30 pa time yacho now tave kutopinda mu 5yrs taroorana pese paanondisvira ndizvo zvoitika chete handizive ndodini ne dambudziko iri ndibatsirei vehama nekuti ndakunyara manje .

chero kunana chiremba ndiri kushaya kuti ndosvika sei kuti dambudziko rangu iri rigadziriswe.ndinotenda nekune vachabatsira.

Loading...

 

Tete’s Response

Muzukuru usaite hako stress itofara nekuti zvarakidza zvega kuti murume ari kunyatso kusvira achikukgutsa izvo zviri kuitika zvoitwa nemukadzi kana achinge asvika yavanoti pachirungu 0rgasm kana kuti CIimax iya anobuditsa mvura dzakawanda.

 

nyatso muvhurira gumbo arambe achinyatso kutambidza mushe uchisara wagutswa.ndatenda

 

vamwe vane matambudziko musatye kunyorera pano Tete vanobatsira kana vari kutsvaka rudo kana mudiwaa nyorerai pano

Loading...