Ndakaitiswa Mimba Nebenzi Reparank and i dont regret anything zvachose

2402

Mufundisi ini ndinonzi amai Farai kana kuti mai Rufaro. Nyaya yangu yakamira kudai izvi; Ndiri mukoti mukuru munechimwe chipatara chemuHarare.

Zvakaitika ndezvekuti ndakasvika pakuva tsikombi chaiyo pasina mukomana aiita serious nekundiroora. ndaingoti ndikadana nemukomana taisaita one week anenge atoenda uye handizomuone futi.  I made a resolution in my life kuti handaizoshaya zvese mururme nevana. Saka ndaizongowana mururme angandiitisawo mwana kana vana whatever zvazvinenge zvangoita. I was so stressed with life and my friends vose vange vave nemhuri dzavo. vamwe vakatoroorwa vakarambwa vakaroorwazve vakarambwa. Ini ndisina.

Loading...

Ndainzwa kubabtikana kwazvo kana vamwe vakutaura zvemudzimba dzavo kana maboyfriends avo patea break kana palunch, apa ndange ndiri kushanda pachipatara cheNorton. The other day shamwari yangu yakandisheedza kumba kwayo kuine birthday part yemwana wake. I went there and we enjoyed ourselves. Hubby yake anga auya nemafriends akewo ekubasa kwake kuharare. One of his friends akatanga kundipfimba and there was no reason yekumuramba because ndaitove desperate, kutaura chokwadi.

Ndanga ndasvika pekuti whatever it takes for me to be a parent i was ready. That very night we went to my apartment and had protected sex because ndaisaziva status yake. ndaitoedza kuita chawawana batisisa. Yes in public tinogona kusimbisana kuti being single is not desperation but zvinodepender ne age yacho mufundisi. Ini I was desperate and I was honest with myself that it was time to do something. After HIV screening we were all negative but later found out kuti he was married and aishandira kupresident`s ofÚce. Zvakambondipa stress futi but I told myself kuti I was past marriage stage and I wanted to be a parent…………………READ more on the next page ,go below this page CLICK>>>>2

Loading...