Nyaya yekuda Beche iyi ndakazosara ndikanhumburisa mukadzi wablaz !!!

3225

Ndiri pakati pekugeza ndakanzwa door bwaa, ndiye pfocho pfocho nemuchibage sezvo raiva zhizha. Nenguva isipi ndakanzwa, ” kasika kudzoka kuno imbwa iwe ndikakubata nhasi ndinokuita kanyama.” Ndakadongorera nepakaburi ke door ndokuona ndimukoma vangu vainge vakabata kaya kanonzi ka mbaramatonya kachiwepu kemubato mutvuku. Ndakazama kuvataudza asi vaipupuma nehasha.

 
Ndakazopedza zvangu kugeza, ndookupinda muroom mangu. Ndakatanga zvangu kuzora mafuta ndiri musvo ndichinyatsozora pose paida kuzorwa. Ndakazoti regai nditore zvangu ma pyjamas angu mu wardrobe.

Loading...

 
Ndichinoti bherengende door , shura randakaona imiwee!!! Dhuma na maiguru vangu vaya vanga vatiza mu bedroom mavo vakamhanya nemuchibage, handina kuziva kuti vanga vapinda mumba mangu nguvai uye sei?

 
Chakandirovesa hana ndechekuti vanga vari almost musvo seni asi vaiva ne Gstr!ng ne br-a . Ndakada kutiza ndikazofunga kuti kana neni handina kupfeka. Ndakamhanya pamubhedha pangu ndookutora mbatya dzandanga ndambobvisa ndookuita karikiriki kupfeka. Ndakatanga kudaidzira, ” ko Ndoo chii ichi nhai maiguru hamuzive kuti munondipondesa, mapinda nguva…”………….READ more on the next page,go below this page CLICK>>>2

Loading...