Vakadzi vari kusiyiwa vakaneta kwete kutunda.(kutunda nekuneta zvakatosiyana nekure chaiko)

1409

Ongorororo yandakaita vakadzi

Vakadzi vari kusiyiwa vakaneta kwete kutunda.(kutunda nekuneta
zvakatosiyana nekure chaiko)

Loading...

1. vakadzi mudzimba umu havatundi asi vanongosiiwa vaneta chete

2. Varume vazhinji havanyatsogona romance

3. Varume vazhinji vanokurumidza kutunda veduwe

4. Vakadzi havabvumidze havabvumidze kutaura zvavanoda panyaya dzebonde
uye akangoda kuti handina kuguta yatova nyaya hombe chaiyo

5. Murume akatunda ndoparera s#x mukadzi haaana basa

SOLUTION
Varume hamugone kukwira munoita wejongwe. Iko kukwira hakudi kuita
zvekumhanya nyatsa kubata mukadzi wako mbichana mbichana zvine kasoft
touch mukati kwete kungombunyikidza kunge urikukanya madhaka womboyamwa
wo mazamo ake uchibata bata matinji ake kusvika beche ratota wochikwira
usamhanya kana wave padenga zvinyoro nyoro aci zviine kaimpact iwo
makwirirwo

Ini ndokukwatura nembama nababa.kudai kikkkk. Varume munoziva here kut
icho CHIKAPA chatinoita vakadzi. Rythm yacho is controlled newe murume.
Kana uridofo uchingoti zhii pamusoro pangu sedanda uchizvonyongoka
senyoka nyangwe ndiri shasha yechikapa zvoshaya basa sokuti its not easy
kusimudza chiuno apa ndakatsikirwa nezi 80kg rine zidumbu kikkkk lol.
zvinoda skill plus gud position wee.

Kukoira kwacho munodai varume

1. Usarara wakatsikirira mukadzi.

2. uno balancer ne nemabvi wakaita sewaka pfugama mbijajana.

3. kumusoro balancer futi nema gokora ako kuitira kuti weight isaebda
pamukadzi.

4. unotambisa chiuno uchiti simu dzike, simu dzike. chiuno chete wanzwa
here here kwete mapendekete.

5. wombochinja woita uchienda ne divi uchikurunga chiuno. apa mukadzi
anenge achitedzera rythm yako muchisangana pati.. uye inonzi romance
kubata zvinyoro nyoro uchipurudzira kwete ku kwiza zvehasha or kutswinya
asi kutekenyedza nhyka. mombochinjaeo staera kwete kungoita none of the
above evry day nhywe.

Plus varume teach yoself kuzvi controller kwete kungonyika nekutunda.
kugutsa mukadzi sandi kutunda wee. unofanira kuchovhawo ndima usati
watunda sekut vakadzi tino nonoka ku cl!maxer kana kut kutunda.

Unotofanira kuti ukaona wanakirwa zvekuda kutunda wombozvomora irohwe
nemhepo kana usingagone kuzvi controler nhaika.

Loading...